DANHO 2: TAURAI NE MendezSpeak


01
DANHO 2: TAURAI NEMENDEZSPEAK
Munokwanisa kuwana sevhisi munharaunda yenyu nenhamba dzekupinda nadzo here? Dzishandiseni kubatana neMendezSpeak nefoni, WhatsApp kana SMS. Kana mukashandisa nhamba idzi, muchataura nemubatsiri wedu wemunharaunda. Achakutungamirirai pakunyoresa, kutarisa mari yasara, kuwedzera mari uye kuronga kufona. Kana manyoresa, mava PRIMO MENDEZ mutsva!!!